Kakomo kenyadzi kane makuva ndozvireva ini
Waunodya naye (munhu ndiye) anokuuraya
Kakomo kenyadzi kane makuva ndozvireva ini
Waunodya naye (munhu ndiye) anokuuraya
Nhasi ndadzidza kubva mukunyarana kune marinda
Waunodya naye (munhu ndiye) anokuuraya
Nhasi ndadzidza kubva mukunyarana kune marinda
Waunodya naye (munhu ndiye) anokuuraya
Nhasi ndadzidza kubva mukunyarana kunobayisa
Waunodya naye (munhu ndiye) anokuuraya
Nhasi ndadzidza kuti mukunyarana kunobayisa
Waunodya naye (munhu ndiye) anokuuraya
Wagarika senda inoruma akaitakura
Nekuda kwenyadzi (munhu ndiwe) uchandiuraya
Wagarika senda inoruma akaitakura
Nekuda kwenyadzi (munhu ndiwe) uchandiuraya
Ndouraiwa nehama muvengi aripo hamawe
Hamawe (muvengi aripo agere)
Awe tisavesa (muvengi aripo agere)
Awe tisavesa (muvengi aripo agere)
Ndouraiwa nehama muvengi aripo hamawe
Hamawe (muvengi aripo agere)
Awe tisavesa (muvengi aripo agere)
Awe tisavesa (muvengi aripo agere)
Pakuguta kwangu newewo waniko hamawe
Hamawe (muvengi aripo agere)
Awe tisavesa (muvengi aripo agere)
Awe tisavesa (muvengi aripo agere)
Pakuguta kwangu newewo waniko hamawe
Hamawe (muvengi aripo agere)
Awe tisavesa (muvengi aripo agere)
Awe tisavesa (muvengi aripo agere)
Chionazve hamawe (hamawe hamawe)
Wave kudzima rugare nedemo (kunyarika idi waramba)
Chionazve hamawe (hamawe hamawe)
Wave kudzima rugare nedemo (kunyarika idi waramba)
Chionazve hamawe (hamawe hamawe)
Wave kudzinga rugare nepfumo (kunyarika idi waramba)
Chionazve hamawe (hamawe hamawe)
Wave kudzinga rugare nepfumo (kunyarika idi waramba)
Chionazve hamawe (hamawe hamawe)
Wave kurova dura netsvimbo (kunyarika idi waramba)
Chionazve hamawe (hamawe hamawe)
Wave kurova dura netsvimbo (kunyarika idi waramba)
Поcмотреть все песни артиста
Sanatçının diğer albümleri