Kishore Kumar Hits

Hosiah Chipanga - Jennifer şarkı sözleri

Sanatçı: Hosiah Chipanga

albüm: Kwatakabva Early 80's (Vol. 1)

Wapindwa neiko Jeniffer, kundiramba ini ndichikuda

Dzoka kwandiri Jeniffer, mudiwa wangu ndinokuda

Havimbofa zvakaitika, kuti iwe neni tirambane
Hazvimbofa zvakaitika, iwe neni tirambane
Dzoka kwandiri Jeniffer, mudiwa wangu ndinokuda
Hazvimbofa zvakaitika, iwe neni tirambane

Dzoka kwandiri Jeniffer, mudiwa wangu ndinokuda
Hazvimbofa zvakaitika, iwe neni tirambane
Dzoka kwandiri Jeniffer, mudiwa wangu ndinokuda
Hazvimbofa zvakaitika, kuti iwe neni tirambane
Wapindwa neiko Jeniffer, kundiramba ini ndichikuda
Dzoka kwandiri Jeniffer, mudiwa wangu ini ndinokuda
Hazvimbofa zvakaitika, kuti iwe neni tirambane
Dzoka kwandiri Jeniffer, mudiwa wangu ndinokuda
Hazvimbofa zvakaitika, kuti iwe neni tirambane
Dzoka kwandiri Jeniffer, mudiwa wangu ndinokuda
Hazvimbofa zvakaitika, kuti iwe neni tirambane
Wapindwa neiko Jeniffer, kundiramba ndichikuda

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar