Kishore Kumar Hits

Stand Music - Unganidzai şarkı sözleri

Sanatçı: Stand Music

albüm: Redeemed


Unganidzai vapinde (Unganidzai vapinde mumba)
Unganidzai vapinde (Unganidzai vapinde mudanga)
Unganidzai vapinde (Unganidzai vapinde mumba)
Nokuti tenzi anovadana zvino
Daidzirai kumabvazuva (Daidzirai kumabvazuva)
Daidzirai kumadokero (Daidzirai kumadokero)
Daidzirai nekuchamhembe (Daidzirai nekuchamhembe)
Mativi mana ose daidzirai
Tenzi atituma tidane varombo
Tenzi atitima tidane vapfumi
Tenzi atituma tidane madzishe
Vauye kumusha
Kuti vakaneta vapinde 'ro denga
Kuti vane nyota vamwe nero tsime
Kuti vanoshaya vagutswe zvikuru
Vauye kumusha
Tenzi atituma tidane varombo
Tenzi atituma tidane vapfumi
Tenzi atituma tidane madzishe
Vauye kumusha
Kuti vakaneta vapinde 'ro denga
Kuti vane nyota vamwe nero tsime
Kuti vanoshaya vagutswe zvikuru
Vauye kumusha
Dzimba dzagadzirwa (Dzagadzirwa)
Dzokuti vapinde (Vapinde)
Dzimba dzagadzirwa (Dzagadzirwa)
Dzokugara vose (Vose)
Dzimba dzagadzirwa (dzagadzirwa)
Dzokuti vapinde (Vapinde)
Dzimba dzagadzirwa (Dzagadzirwa)
Dzokuti vapindemo mumba
Ndimi
Ndimi makaita kuda kwangu
Ndimi muchagara naMponesi
Ndimi makaita kuda kwangu
Ndimi muchagara
Dzimba dzagadzirwa (Dzagadzirwa)
Dzokuti vapinde (Vapinde)
Dzimba dzagadzirwa (Dzagadzirwa)
Dzokugara vose (Vose)
Dzimba dzagadzirwa (Dzagadzirwa)
Dzokuti vapinde (vapinde)
Dzimba dzagadzirwa (dzagadzirwa)
Dzokuti vapindemo mumba
Ndimi makaita kuda kwangu
Ndimi muchagara naMponesi
Ndimi makaita kuda kwangu
Ndimi muchagara murufaro (murufaro) narini

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar