Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo - Sharai şarkı sözleri

Sanatçı: Leonard Dembo

albüm: Very Best of

Gunzvenzve remwoyo wangu ndikakufunga ndinochema
Ndinonzwa musoro uye handirari.

Tsamba dzaunonyora dzinonditambudza pfungwa dzangu
Ndikadziverenga handirari.

Nguva yareba dhiya wangu tapesana ndotokuona pamufananidzo.

Sharai usaputsa chirangano.
Chirangano chedu usaputse chirangano ungandigumbura
Sharai usaputse chirangano
Chirangano chedu usaputsa chirangano ungandigumbura.
Mwana usaputsa chirangano
Chirangano chedu usaputsa chirangano ungandigumbura
Gunzvenzve remoyo wangu ndikakufunga ndinochema
Ndinonzwa musoro uye handirari
Tsamba dzaunonyora dzinonditambudza pfungwa dzangu
Ndikadziverenga handirari
Nguva yareba dhiya wangu tapesana ndotokuona pamufananidzo
Nguva yareba dhiya wangu tapesana ndotokuona pamufananidzo
Sharai usaputse chirangano
Chirangano chedu usaputse chirangano ungandigumbura
Mwana usaputse chirangano

Chokwadi usaputse chirangano
Chirangano chedu usaputse chirangano ungandigumbura
Sharai usaputse chirangano
Chirangano chedu usaputse chirangano ungandigumbura
Mwana usaputse chirangano
Chirangano chedu usaputse chirangano ungandigumbura

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar