Ndinogara ndichinzwa musoro
Ndinogara ndichinzwa mawoko
Ndichishandira iwe, asi iwe unondiharasa
♪

Handidi mwana asingateerere mirairo yangu

Baba havadi mwana asingateerere mirairo yavo

Ini handidi mwana asingateerere mirairo yangu

Mhembwe rudzi, inozvara mwana ane ruzhumwi

Moti waigofana aniko? Waingofana ivo bambozve
Поcмотреть все песни артиста
Sanatçının diğer albümleri