Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo - Chiiko Chinokunetsa şarkı sözleri

Sanatçı: Leonard Dembo

albüm: Nhamo Moto


Chiiko chinokunetsa?
Ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa
Ini ndiri kure

Chiiko chinokunetsa?
Ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa
Ini ndiri kure

Chiiko chinokunetsa?
Ndichayire foni kana paine zvanetsa
Ini ndiri kure

Chiiko chinokunetsa?
Ndichayire foni kana paine zvanetsa
Ini ndiri kure

Chiiko chinokunetsa?
Udza amai kana paine zvanetsa
Ini ndirikure

Chiiko chinokunetsa?
Udza amai kana paine zvanetsa
Ini ndirikure

Chiiko chinokunetsa?
Ndinyorere tsamba, kana paine zvanetsa
Ini ndiri kure

Chiiko chinokunetsa?
Ndichayire foni kana paine zvanetsa
Ini ndiri kure

Chiiko chinokunetsa?
Udza amai kana paine zvanetsa
Ini ndirikure

Ini here mudiwa wangu ndatambura ini
Chokwadi nokukufunga ndinyorere
Ini here mudiwa wangu ndatambura ini
Chokwadi nokukufunga ndifonere
Chokwadi mudiwa wangu ndatambura ini
Chokwadi nokukufunga ndinyorere

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar