Kishore Kumar Hits

Thomas Mapfumo - Jani Iwe şarkı sözleri

Sanatçı: Thomas Mapfumo

albüm: Roots Chimurenga


Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wandidenha
Handidi kutaura newe zvangu, handidi uri svuura muromo
Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wanditanga
Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndati siyana neni
Iwe Jani iwe
Iwe Jani iwe
Ndiwe wanditanga
Ndiwe wandituka
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wandidenha)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi uri svuura muromo)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wanditanga)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndati siyana neni)
Iwe wandituka
Iwe wandidenha
Ndiwe uri nhubu
Ndiwe wandirova
Inga une unhubu
Ndiwe wanditanga
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wandidenha)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi uri svuura muromo)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wanditanga)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndati siyana neni)

Iwe wandituka
Ndiwe une unhubu
Wotondiuraya
Siya wandiponda
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wandidenha)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi uri svuura muromo)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wanditanga)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndati siyana neni)

Iwe Jani iwe
Iwe Jani
Iwe Jani iwe
Siya wandiponda amai hwe
Siya wandiponda amai hwe
Inga wandidenha amai hwe
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wandidenha)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi uri svuura muromo)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndiwe wanditanga)
(Handidi kutaura newe zvangu, handidi ndati siyana neni)

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar