Kishore Kumar Hits

Thomas Mapfumo - Pamuromo Chete şarkı sözleri

Sanatçı: Thomas Mapfumo

albüm: Chimurenga Rebel/Manhungetunge

Hiye woye, hiye woye mambo, hiye woye, hiye woye

Ndochema misodzi mambo, misodzi yeropa
Ndochema misodzi mambo, misodzi yeropa
Ahe aheha mambo, ahe ahe (pamuromo chete)

Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo aho aho (pamuromo chete)
Nditungamirirei mambo, ndione pekuenda
Nditungamirirei mambo, ndione pekuenda
Dai ndakaziva mambo, haitungamire
Dai ndakaziva baba, haitungamire
Kune vamwe vedu mambo, vanorara pamusika
Kune vamwe vedu baba, vasina kwekuenda
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo, aho aho
Kune vamwe vedu mambo, vanorara pamusika
Kune vamwe vedu baba, vanoshupika
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)

Nditungamirirei mambo, ndione kwekuenda
Nditungamirirei baba, ndione kwekuenda
Kune vamwe vedu mambo, vanorara pamusika
Kune vamwe vedu baba, vasina kwekuenda
Kune vamwe vedu mambo, vakatetereka
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Nditungamirirei mambo, ndione kwekuenda
Nditungamirirei baba, ndione kwekuenda
Kune vamwe vedu mambo, vakatorwa nehondo
Kune vamwe vedu baba, vasina kwekuenda
Kune vamwe vedu mambo, vakatorwa nechirwere
Kune vamwe vedu baba, vakatetereka
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)
Aho ahoha mambo, aho aho (pamuromo chete)

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar