Kishore Kumar Hits

Leonard Dembo & The Barura Express - Funga Zuva Rimwe Pagore şarkı sözleri

Sanatçı: Leonard Dembo & The Barura Express

albüm: Tinokumbira Kurarama

Ndakazviona muchifamba, muri vaviri dhiya iwe, ndikasarudza iwe

Ndinozviziva kuti nguva yareba tisina kuonana asi usaore moyo

Pfungwa dzangu dzinonetseka, kudai uripo dhiya iwe ndichigarofara newe

Gadziriro yako mudiwa idikidiki pagore, asi ndinoikonewa

Muchato wako mudiwa, izuva rimwechete pagore, asi rinonetsa
Roora rako mudiwa,izuva rimwechete pagore, asi ndinorikonewa
Mudiwa wangu ndichauya kuzokuona
Kana ndakura ndichauya kuzokuona
Mudiwa wangu ndichauya kuzokuona
Kana ndashanda ndouya kuzokuona
Mudiwa wangu ndichauya kuzokuona
Kana ndashava ndichauya kuzokuona
Mudiwa wangu ndichauya kuzokuona
Kana ndofamba ndouya kuzokuona
Mudiwa wangu ndichauya kuzokuona
Ndakazviona muchifamba, muri vaviri dhiya iwe, ndikasarudza iwe
Ndinozviziva kuti nguva yareba tisina kuonana, asi usaore moyo
Pfungwa dzangu dzinonetseka, kudai uripo dhiya iwe ndichigarofara newe
Gadziriro yako mudiwa idikidiki pagore, asi ndinoikonewa
Muchato wako mudiwa, izuva rimwechete pagore, asi rinonetsa

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar