Kishore Kumar Hits

Minister Michael Mahendere - Mumawoko şarkı sözleri

Sanatçı: Minister Michael Mahendere

albüm: Worship Classics


Mumaoko, amwari
Mumaoko amwari, ndomatinogara
Hatizotyi, kana kudedera
Mumaoko amwari
Tinogara Mumaoko, ake Mwari
Ane mavanga emuchinjikwa
Haambotisiye tichiparara, haambokusiye uchiparara, aMwari, ehh
Ko watyeyi 'we, ko wadedereyi 'we
Mhepo isimuke Mwari, tinogara
Mumaoko, Mumaoko, Mumaoko
Mumaoko, amwari
Mumaoko amwari
Handizotyi, kana kudedera
Mumaoko, amwari
Mumaoko, amwari
Mumaoko, amwari
Handizotyi, kana kudedera
Mumaoko amwari
In the hollow of His Hands
In the hollow of His Hands
I am safe, I am not forsaken
In the hollow of His Hands
Mumaoko aMwari
Mumaoko aMwari
Handizotyi, kana kudedera
Mumaoko aMwari

Mumaoko aMwari
Mumaoko aMwari
Handizotyi, kana kudedera
Mumaoko aMwari
Mumaoko aMwari
Mumaoko aMwari
Mumaoko aMwari

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar