Kuchengeta murawo ndinoda Ndinoda baba Kuchengeta murawo ndinoda Ndinoda baba Kuchengeta murawo ndinoda Ndinoda baba Kuchengeta murawo ndinoda Ndinoda baba Hakuna ungararama pasi pano Asina mutemo semhuka zvayo Hakuna ungararama pasi pano Asina mutemo semhuka zvayo, oh ♪ Kuchengeta murawo ndinoda Ndinoda baba Kuchengeta murawo ndinoda Ndinoda baba Kuchengeta murawo ndinoda Ndinoda baba Kuchengeta murawo ndinoda Ndinoda baba ♪ Pakutanga makatipawo mitemo ine gumi Kuti tirarame maringe neshoko renyu Kuti iye munhu Baba akuzivei Kana naiye munhu agotenda kuna Mwari Zvigoziikanwa panyika pano Baba Kuti nokudenga, kudenga kuna Mwari ♪ Ishe Jesu vakauya kuzozadzisa Kwete kuparadza vaporofita nomurawo Ishe Jesu vakauya kuzozadzisa Kwete kuparadza vaporofita nomurawo Moses wakati kwatiri ufeve kwete Ndiwo mumwe wemitemo ine gumi Ishe Jesu wouya, ukamutarira so Ukamuchiva, ah, watoirasa Kuchengeta murawo tinoda Ndinoda baba Kuchengeta murawo tinoda Ndinoda baba Kuchengeta murawo tinoda Ndinoda baba Kuchengeta murawo tinoda Ndinoda baba Ah! ♪ Moses wakati kwatiri usauraye Ndiwo mumwe wemitemo ine gumi Ishe Jesu wouya, ukamutsamwira so Womuti benzi, ah, watoirasa Moses wakati kwatiri usauraye Ndiwo mumwe wemitemo ine gumi Ishe Jesu wouya, ukamutsamwira so Womuti benzi, ah, watoirasa Kuchengeta murawo ndinoda, eh Ndinoda baba Kuchengeta murawo ndinoda Ndinoda baba Kuchengeta murawo ndinoda, eh Ndinoda baba Kuchengeta murawo ndinoda Ndinoda baba