Kishore Kumar Hits

James Chimombe - Mukuwasha şarkı sözleri

Sanatçı: James Chimombe

albüm: Best Of


Tezvara wangu handigoni kupfira imba
Ndinotya kudonha pamusoro pechiruvi
Tezvara wangu handigoni kubika sadza
Ndinotya kuzonyara ndabika sadza mbodza
Tezvara wangu ndinotya kurova nyoka
Nyoka inotyisa. Ndiani asingatye nyoka
Vakomana hukuwasha, hukuwasha hwakaipa
Kana uri mukuwasha mabasa ese ndeako

Tezvara wangu handigoni kupfira imba
Ndinotya kudonha pamusoro pechiruvi
Tezvara wangu handigoni kubika sadza
Ndinotya kuzonyara ndabika sadza mbodza
Tezvara wangu ndinotya kurova nyoka
Nyoka inotyisa. Ndiani asingatye nyoka
Vakomana hukuwasha, hukuwasha hwakaipa
Kana uri mukuwasha mabasa ese ndeako
Vakomana hukuwasha, hukuwasha hwakaipa
Kana uri mukuwasha mabasa ese ndeako oh, oh, oh

Nyoka iyo, nyoka iyo
Mukuwasha rovayi nyoka
Moto uyo, moto uyo
Mukuwasha dzimayi moto
Shumba iyo, shumba iyo
Mukuwasha urayayi shumba
Mwana akauya achichema
Mukuwasha bvunzayi
Amai vaka rwara
Mukuwasha mai varwara
Pahuro pakangooma
Mukuwasha tengai kangopisa
Kana uri mukuwasha
Kana uri mukuwasha
Mabasa ese ndeako
Kana uri mukuwasha
Kana uri mukuwasha
Mabasa ese ndeako

Nyoka iyo, nyoka iyo
Mukuwasha rova nyoka
Moto uyo, moto uyo
Mukuwasha dzimayi moto
Shumba iyo, shumba iyo
Mukuwasha urayayi shumba

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar