Kishore Kumar Hits

Sharon Manyonganise - Praise şarkı sözleri

Sanatçı: Sharon Manyonganise

albüm: Rudo Rwajesu


Nhaka yamadzidzibaba ngaichengetedzwe
Chipo chamakasiirwa chengetedzai
Kuti mafunga rwendo fambaiwo nayo
Nguva yerwendo kwamuri vanotenda
Handei mapostori iyo ndiyo nhaka yedu
Hande mapostori irwu ndirwo rudzi rwedu
Kufamba nekutenda
Ukubvunza Abraham baba vekutenda
Hakuna zvinorema, hakuna chinoramba
Kana ivo ana Peter yavaifamba nayo zvirema zvikafamba mapofu nokuona nekuda
Back to Chorus
End

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar