Nhume ichasvika muberevere
Memba yaunenge urere
Mudiwa unyatsoterera
Achakumutsa urere
Nhume ichasvika muberevere
Memba yaunenge urere
Mudiwa unyatsoterera
Achakumutsa urere
Achiti sungano
Yerudoka sungano
Sungano yerudoka sungano
Ndaitumira nhumeyo
Kumba kwenyuka kuZunde ramambo
Musavhunduka
Nhume ndisadombo
Ndamuti aisume kuna Mambo
Ndaitumira nhumeyo
Kumba kwenyuka kuZunde ramambo musavhunduka
Nhume ndisadombo
Ndamuti aisume kuna mambo
Pamusoroi nhai changamire
Tiri vakuwasha tinoda mvura
Kumwana wenyu zai regondo
Mwana wenyu werunako Chido
Vatezvara musaome banda
Tinotsvaga kuvaka hukama
Nyota yedu chete ndeyerudo
Kumwana wenyu werunako Chido
Pfuma yenyu takazadze nhava
Mombe wani tatinha dzinotsika
Tamirira rudo rwake chete
Mwana wenyu werunako Chido
Tinoda sungano
Yerudoka sungano
Tinoda sungano
Yerudoka sungano
Sungano yerudoka sungano
Ndaitumira nhumeyo
Kumba kwenyuka kuZunde ramambo
Musavhunduka
Nhume ndisadombo
Ndamuti aisume kuna Mambo
Ndaitumira nhumeyo
Kumba kwenyuka kuZunde ramambo musavhunduka
Nhume ndisadombo
Ndamuti aisume kuna mambo
Teerera ndogededza pamwe namarimba
Kuti ndarirova pamwe nekudetemba
Handiwane hope changamire ndode kwapaimba
Kana ndisinaye mwana wenyu moyo unodzimba
Teerera ndogededza pamwe namarimba
Kuti ndarirova pamwe nekudetemba
Handiwane hope changamire ndode kwapaimba
Kana ndisinaye mwana wenyu moyo unodzimba
Tinoda sungano
Yerudoka sungano
Tinoda sungano
Yerudoka sungano
Ndaitumira nhumeyo
Kumba kwenyuka kuZunde ramambo
Musavhunduka
Nhume ndisadombo
Ndamuti aisume kuna Mambo
Ndaitumira nhumeyo
Kumba kwenyuka kuZunde ramambo musavhunduka
Nhume ndisadombo
Ndamuti aisume kuna mambo
Nhume ichasvika muberevere
Memba yaunenge urere
Mudiwa unyatsoterera
Achakumutsa urere
Nhume ichasvika muberevere
Memba yaunenge urere
Mudiwa unyatsoterera
Achakumutsa urere
Usacheuke shure
Nekuti kwatabva kure
Rudo rusingagume
Chidomira ndisvinure
Usacheuke shure
Nekuti kwatabva kure
Rudo rusingagume
Chidomira ndisvinure
(Mira ndisvinure)
(Mira ndisvinure)
Tinoda sungano
Yerudoka sungano
Tinoda sungano
Yerudoka sungano
Ndaitumira nhumeyo
Kumba kwenyuka kuZunde ramambo
Musavhunduka
Nhume ndisadombo
Ndamuti aisume kuna Mambo
Ndaitumira nhumeyo
Kumba kwenyuka kuZunde ramambo musavhunduka
Nhume ndisadombo
Ndamuti aisume kuna mambo
Tinoda sungano
Sungano
Sungano
Sungano
Sungano
Sungano
Sungano
Sungano
Поcмотреть все песни артиста
Sanatçının diğer albümleri