Wodaidzira chokanyonyo
Chemasoja chokanyonyo
Tamuka woye chokanyonyo
Chemasoja chokanyonyo
Shaura soja (shaura)
Tikupe madhora (shaura)
Shaura soja (shaura)
Ukadaro wagona (shaura)
Shaura soja (shaura)
Ndiwe unozvigona (shaura)
Shaura soja (shaura)
Ugonere vakoma (shaura)
Aura soja (shaura)
Ugonere vakoma (shaura)
Siye siye
Ndisiye ndisvike kure
Siye siye
Kasiye kangoma karire
Motanga madya taakutanga ngoma
Tangai mazadza doro reboda
Takurai mabonza
Nyoka muchaiona
Mharadzamusasa
Soja wakaoma
Wesoja wesojawe varikuti unonetsa unonetsa
Vamwe vapopota popotawa
Varikuti unonetsa unonetsa
Siye siye
Ndisiye ndisvike kure
Siye siye
Kasiye kangoma karire
Motanga madya taakutanga ngoma
Tangai mazadza doro reboda
Takurai mabonza
Nyoka muchaiona
Mharadzamusasa
Soja wakaoma
Zvinoda kutambawo nasomebody
Unoti ndimire kutamba ndini ndadii
Iwe uchizvonyomoka seuri ndandi
Zvinoda kutambawo nasomebody
Unoti ndimire kutamba ndini ndadii
Iwe uchizvonyomoka seuri ndandi
Handei handei
Handei kumberi
Handei handei
Handei kumberi
Siye siye
Ndisiye ndisvike kure
Siye siye
Kasiye kangoma karire
Motanga madya taakutanga ngoma
Tangai mazadza doro reboda
Takurai mabonza
Nyoka muchaiona
Mharadzamusasa
Soja wakaoma
Wesoja wesojawe varikuti unonetsa unonetsa
Vamwe vapopota popotawa
Varikuti unonetsa unonetsa
Поcмотреть все песни артиста
Sanatçının diğer albümleri