Kishore Kumar Hits

Jah Prayzah - Kana Ndada şarkı sözleri

Sanatçı: Jah Prayzah

albüm: Hokoyo


Wakadiiko dhiya?
Guma rinhi kuonana?
Wakadiiko dhiya?
Takaguma rinhi kusangana?
Wakadiiko dhiya?
Takaguma rinhi kusangana?
Haa rudo, haa rudo
(Yena) karwizi kaya kaiyeredza rudo rwaipinda mumwongo
(Yena) nekamhempo kerungwanani, kainge rwiyo, chimbo cherudo
(Wena) kana uriko kwauriyo usazongofunga kuroverayo, ukagara wondirangarirawo
Kana ndichinge ndada, ndendada ini
Kana ndada, kana ndichinge ndada munhu, ndada ini
Kana ndichinge ndada ndendada ini
Kana ndada, kana ndichinge ndada munhu, ndada ini
Ndangangariro dzangu dzinoita ndidzengerere
Zvimwe ndokuona muberevere, haiwa darly nditakanure
Haa, pachimanikire, dzangu dzinoita ndidzengerere
Zvimwe ndokuona muberevere, haiwa darly nditakanure
Haa, pachimanikire
Ndichanoisvitsa kuhama (tumerere tume tumetu)
Wanike tavaka hukama (tumerere tume tumetu)
Ndichanosiye ndarama (tumerere tume tumetu)
Wanike tavaka hukama (tumerere tume tumetu)
'Dala ndikulindile (tumerere tume tumetu)
Nabazali bam (tumerere tume tumetu)
'Dala bekulindil' (tumerere tume tumetu)
Sthandwa sam' (tumerere tume tumetu)
Ndanga ndati ndichakukumbira (geya keya)
Ndobva ndangokutakura (geya keya)
Kwausingazodzokera (geya keya)
Ndokuda ufunge
Inga zvenyu munodzikotsira (geya keya)
Musingaringe ringe nzira (geya keya)
Munofara chero nguva (geya keya)
Ndokuda ufunge
Ndikadanawo daira (geya keya)
Kure chose kwauri girly yo
Girly nakupenda sana
Ndokuda ufunge
Ndikadanawo daira (geya keya)
Kuri chose kwauri girly yo
Girly nakupenda sana
You're my nest, uyindlu yami
Uthe ndingaz'ngenela nxa ndifuna
Uthe ungumthunzi wam, usisihlahla sam
You said you'd love me, to the moon and back, mna nd'ngowakho
Kana ndichinge ndada ndendada ini
Kana ndada, kana ndichinge ndada munhu, ndada ini
('The uzaw'zisa iinkomo)
Kana ndichinge ndada ndendada ini
Kana ndada, kana ndichinge ndada munhu, ndada ini
Uza ndilobola
Ndichanoisvitsa kuhama (tumerere tume tumetu)
Wanike tavaka hukama (tumerere tume tumetu)
Ndichanosiye ndarama (tumerere tume tumetu)
Wanike tavaka hukama (tumerere tume tumetu)
Tichanoisvitsa kuhama (yena) (tumerere tume tumetu)
Wanike tavaka hukama (yena) (tumerere tume tumetu)
Tiichanosiya ndarama (wena) (tumerere tume tumetu)
Wanike tavaka hukama (wena) (tumerere tume tumetu)
Kana ndichinge ndada ndendada ini
Kana ndada, kana ndichinge ndada munhu, ndada ini
('Uhe uzaw'zisa inkomo)
Kana ndichinge ndada, ndendada ini
Kana ndada, kana ndichinge ndada munhu, ndada ini
Uza ndilobola

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar