Kishore Kumar Hits

Simon Chimbetu and Orchestra Dendera Kings - Mwana Wedangwe şarkı sözleri

Sanatçı: Simon Chimbetu and Orchestra Dendera Kings

albüm: Takabatana

Hee, shinga mwana wedangwe

Hona mwana wedangwe, hee mwana wedangwe
Hona mwana wedangwe, hee mwana wedangwe
Nhamo yepasi yakanangana newe
Hee mwana wedangwe
Nhamo yepasi yakanangana newe
Hee mwana wedangwe

Shinga mwana wedangwe, shingirira mwana wedangwe

Hee mwana wedangwe, eh
Shinga

Shingirira mwana wedangwe

Nhamo yakatarisana newe iyi
Shinga

Hona mwana wedangwe, hee mwana wedangwe
Hona mwana wedangwe, hee mwana wedangwe
Nhamo yepasi yakanangana newe
Hee mwana wedangwe
Nhamo yepasi yakanangana newe
Hee mwana wedangwe

Shinga mwana wedangwe, shingirira mwana wedangwe
Shinga mwana wedangwe, shingirira mwana wedangwe
Nhamo yepasi yakanangana -

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar