Kishore Kumar Hits

Winky D - Mirror şarkı sözleri

Sanatçı: Winky D

albüm: Gafa Life Kickstape

Ndakatadza zvizhinji mulife nekuda kungotarisa nhingi nanhingi
Ndakapotsa mikana Oskidi nekuda kungokanda ziso rangu pana nhingi
But nhasi ndane confidence, handichararama life mupast tense
Kwese kwandofamba vondipa ma compliments
Gafa iGafa
One munhu wandino believer ndeuyo abuda pa mirror
Nzira anondiratidza handimusiyi ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa) haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa) ndinoriwombera senge mukuwasha (mukuwasha)
Ukangofunga hauna chaunogona ndiyo nhanho yokutanga murwendo rwekuzviparadza
Ndikangoona zvarema ndinomira pamirror ndobva ndati ichi hakuna kana anochiparadza
Ndihwo hushingi hunodiwa mukurarama
Haikona kumirira kusimbiswa nehama
Ibva waziva kuti hope hadzina ndima tikanotsvaka towana

Ndakazvarwa ndiri original hapana pandichazofa ndava chifotokopi
Ndinopenya pane ka juwelari unemapenyero ako handingambomakope
Semunhu ziva pane simba rako
Kanda ziso rako pabuda musuwa wako
Ukada kutarisa mupureti memumwe
Ndokuzovenga adii apo
One munhu wandino believer ndeuyo abuda mirror
Nzira anondiratidza handimusiyi ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa) haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa) ndinoriwombera senge mukuwasha (mukuwasha)
Ukangofunga hauna chaunogona ndiyo nhanho yokutanga murwendo rwekuzviparadza
Ndikangoona zvarema ndinomira pamirror ndobva ndati ichi hakuna kana anochiparadza
Ndihwo hushingi hunodiwa mukurarama
Haikona kumirira kusimbiswa nehama
Ibva waziva kuti hope hadzina ndima tikanotsvaka towana
One munhu wandino believer ndeuyo abuda mirror
Nzira anondiratidza handimusiyi ndinenge chinamira
Ndiro Gafa (Gafa) haiwa rine nyasha (nyasha)
Ndiro Gafa (Gafa) ndinoriwombera senge mukuwasha

Buda pamirror
Ndinenge chinamira
Gafa
Nyasha
Gafa
Mukuwasha
(Kinako Music)

Gafa kusvika ndafa, tapinda summer time (Kenako Music)

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar