Kishore Kumar Hits

Winky D - Hatiperekedzane şarkı sözleri

Sanatçı: Winky D

albüm: Gombwe: Chiextra


Ini newe
Tiri vamwe
Haikona kubviswa pane chakanaka nekuchiva zvakaipa
Inini newe
Tiri vamwe
Ichasvika nguva yatichatsvagana
Mumwe achashaikwa
Saka tambanudza ruoko
Wondivhurira moyo
Ichasvika nguva
Mumwe achashaikwa
Uri nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
Hatiperekedzane
Ngatiyeuchidzane
Haiwa, ungava shamwari
Asi kuda ka kwaMwari
Hatiperekedzane
Ngatiyeuchidzane
Ngatipanane rudo nhasi
Ramangwana harine nyanzvi
Zvakaipa tokanda pasi
Chakanaka chichakure nyadzi
Variko vatakatadza kuda
Havasisipo pasirino
Pasi angova mapfupa
Mupfungwa dzava ndangariro
Oskid ndauya neyambiro
Hapana achaziva mafambiro
Irwendo rwusina kuoneka
Mhinduro tongoti yawonekwa
Uri nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
Hatiperekedzane
Ngatiyeuchidzane
Haiwa, ungava shamwari
Asi kuda ka kwaMwari
Hatiperekedzane
Ngatiyeuchidzane
Ngatipanane rudo nhasi
Ramangwana harine nyanzvi
Zvakaipa tokanda pasi
Chakanaka chichakure nyadzi
Saka mabaya moyo wangu, imi
Mabaya moyo wangu, hoyoyo
Mandibaya panodzimba
Ndati, mabaya moyo wangu, imi
Mabaya moyo wangu, hoyoyo
Mandibaya panodzimba
Ha-aha
Ini newe
Tiri vamwe
Haikona kubviswa pane chakanaka
Nekuchiva zvakaipa
Inini newe
Tiri vamwe
Ichasvika nguva yatichatsvagana
Mumwe achashaikwa
Saka tambanudza ruoko
Wondivhurira moyo
Ichasvika nguva
Mumwe achashaikwa
Uri nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
Hatiperekedzane
Ngatiyeuchidzane
Haiwa, ungava shamwari
Asi kuda ka kwaMwari
Hatiperekedzane
Ngatiyeuchidzane
Ngatipanane rudo nhasi
Ramangwana harine nyanzvi
Zvakaipa tokanda pasi
Chakanaka chichakure nyadzi
Uri nzvimbo imwechete yekuti kana vakudana Baba
Ngatiyeuchidzane
Ungava shamwari
Asi kuda ka kwaMwari
Hatiperekedzane
Ngatiyeuchidzane

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar