Well this one is called the ragga song
'Cause we are from the ragga year
Every year (every year) Jusa (Jusa)
Batai chi-pattern icho, inzwa chiGafa chauya nechimbo
Dhanzi rese rakungoti ndipowo, hanzi ndipowo, ndipowo, ndipowo
Manje ndine zvimwe four (four), zvinotangisa disco
Inzwa chaunga chadaira, handichaye missed call
Mudhanzi mese yava pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhaka vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira, ndavati pepepe (pepepe)
Pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhakwa vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira, ndavati pepepe
Give me Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Saka chionaka, dzatoorova dzava ngoma ka
Usatevedzere panopisa apa
Vatadza kundiuraya kunge Isaka
Pamangoma ndini baba, ndini Aburahama
Ndini ndiri kupisa ndakatakura summer
Vegetarian handina munyama
Ndavharisa maRecords, drama
Ndavamisa ndati, "Stop ma-drama"
Ndiri kupisa kunge shop yaDhama
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Udzai vema-hardware, huyai ne-hammer
Ndavamisa ndati, "Stop ma-drama"
Ndirikupisa kunge shop yaDhama
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Ndaisa dhanzi muhomwe kunge chikwama
Saka yangova pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhaka vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira, ndavati pepepe
Pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhaka vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira ndavati pepepe
Give me Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Ndatangisa prezha (prezha)
Dhanzi renge rafa nda-saver (saver)
Chingoma chakachena chageza (geza)
Ndasakura ndazunza, ndapedza (pedza)
Muma streets yangove Ga-ga Gafa
Mamutsa reggae dzanga dzafa
Mufandichimuka ndowandadya
Dhanzi rapisa ndokubva vatya
Ndavamisa ndati, "Stop ma-drama"
Ndirikupisa kunge shop yaDhama
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Udzai vema-hardware, huyai ne-hammer
Ndavamisa ndati, "Stop ma-drama"
Ndiri kupisa kunge shop yaDhama
Vanokwanisa kundimisa vese vakadzama
Ndaisa dhanzi muhomwe kunge chikwama
Saka yangova pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhaka vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira ndavati pepepe
Pekete, pekete, pekete
Regai ndirekete, rekete, rekete
Pattern yadhaka vanhu kunge mudzepete
Vari kukumbira ndavati pepepe
Give me Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Gimme, gimme Ragga msambo (mbo)
Pandinoshaura vandihwa
Ndabva ndavapedzera kuti hwaa (kuti hwaa)
Поcмотреть все песни артиста