Kishore Kumar Hits

Freeman - Zvemufirimu şarkı sözleri

Sanatçı: Freeman

albüm: Mangoma Ihobho (Punchline Entertainment Presents)


(No handibvume
Nyangwe ndikawana mumwe ndiwe chete wandakada
No handibvume)
Unondibata zvemufirimu
Ehe ndakambodiwa asi uri different
Baby usasiyane neni
Coz love yako inondi lighter kunge cigarrette
Baby hkd
Baby unondibata zvemufirimu
Dai ndiri kombi uridriver magear uchindichinja
Usipo dendisiri munhu
Cashlips murudo ndimo mandakanyura
Unondibata zvemufirimu
Temperature yangu inoriser mazviita mamasita
Munoita ndipinde mood
Silence murudo ndimo mandakanyura
Paunondibata ruoko uchiti daddy
Doctor
Zveshuwa ndofeelawo sadaddy
Say one a no if, a no but, a no maybe
Relationship yedu ngaiende mberi
Chinondifadza ndechekuti ndakakupihwa naMwari
Hauna kubvira wandidira mbiri kana mari
Mumoyo mangu uripamberi wakaleader kare
Saka nyemwerera kana ndaridza gitare
Unondidhaka pasina chandaputa
Mukati memoyo mangu haufe wakabuda
Saka vaudze feya kana vanokubvunza
Kuti ndovangu dhokota handimbovabuka
Zvimwe ndezvimwe mbira dzakondo wakandisunga
Anongokutora mumoyo akandijunga
Kuita musungwa wako werudo ndakabvuma
Pauri ndopazvinotanga ndopazvinoguma
1st verse
(No handibvume
Nyangwe ndikawana mumwe ndiwe chete wandakada
No handibvume)3

Поcмотреть все песни артиста

Sanatçının diğer albümleri

Benzer Sanatçılar